| Pamunovhika, painovhuruvhuta |
| Mweya yakaipa, mweya yandinotya |
| Pamunovhika, painovhuruvhuta (honde) |
| Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya (honde) |
| Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde) |
| Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya |
| Painodzoka, ichamirira kwadoka |
| Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya |
| Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
| Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
| Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
| Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |

| Makata iwe makata (bvumbamira) |
| Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
| Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |

| Nekuti mandinzwa muchembre (bvumbamira) |
| Kwekwe tamuka ka, uraram semucheche |
| Vadzimu vari mugomo, vasati vapindura |
| Kwekwe tamuka ka, urarame semucheche |
| Vadzimu vari mugomo, vasati havapindura |
| Shungu iwe, shungu iwe |
| Zviuya zvirimberi |
| Izwi revari musango, harisati ranzwika |
| Shungu iwe, shungu iwe |
| Zviuya zvirimberi |
| Izwi revari musango, harisati rapindura |
| Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
| Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
| Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
| Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
| Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira) |
| Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira) |
| Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira) |
| Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
| Makata iwe makata (bvumbamira) |
| Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
| Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
| Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
| Makata iwe makata (bvumbamira) |
| Tichingoripo tichigomera (bvumbamira) |
| Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira) |
| Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira) |
| Homwe, ichabereka dzimwe homwe |
| Mukoma rugare (hande), mukoma rugare |
| Kumbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero |
| Cherugare (hande), mukoma rugare |
| Haiwa mondiyeuka, pamucharangarira vamwe |
| Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa |
| Rugare (hande), mukoma rugare |
| Haiwa mondiyeuka, pamuchakomborera vamwe |
| Mudzimu unoyera baba ndovavarira |